Rute 4:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kubudikidza navana vaunopiwa naJehovha nomukadzi wechidiki uyu, mhuri yako ngaive seyaPerezi, uyo akaberekerwa Judha naTamari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 imba yako iʋe seimba yaPerezi, wakaɓerekerwa Juda naTamari, naʋana ʋaucapiwa naJehova kumukadzi uyu uciri muɗuku. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 imba yako ive seimba yaPerezi, wakaberekerwa Judha naTamari, navana vauchapiwa naJehovha kumukadzi uyu uchiri muduku.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Dai vana vomukadzi uyu achiri muduku kudai vamuchapiwa naTenzi vangoita waro sezvakangoita mhuri yaPerezi akaberekwa naTamari mumba maJudha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Dai vana vomukadzi uyu achiri muduku kudai vamuchapiwa naTenzi vangoita waro sezvakangoita mhuri yaPerezi akaberekwa naTamari mumba maJudha.” Viz kapitola |