Online Bible

- Reklamy -

Rute 4:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Ipapo vakuru navose vaiva pasuo vakati, “Tiri zvapupu isu. Jehovha ngaaite kuti mukadzi ari kuuya mumusha mako ave saRakeri naRea, avo vakavaka pamwe chete imba yaIsraeri. Iwe dai ukasimudzirwa muEfurata uye ukava nomukurumbira muBheterehema.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari pasuʋo naʋakuru ʋakati: Tiri ɀapupu heɗu. Jehova ŋgaaite mukadzi uyu waʋuya kumba kwako saRakeri ʋuye saRea, iʋo ʋaʋiri ʋakaʋaka imba yaIsraeri; newe ʋo uʋe nesimba paEfrata, ukurumbire paBeti‐rehemi;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino vanhu vose vakanga vari pasuo navakuru vakati, “Tiri zvapupu hedu. Jehovha ngaaite mukadzi uyu wauya kumba kwako saRakeri uye saRea, ivo vaviri vakavaka imba yaIsiraeri; newewo uve nesimba paEfurata, ukurumbire paBheterehemu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Vanhu vose navakuru vakuru vaiva padare kusuo reguta vakati, “Hongu, tiri zvapupu zvacho. Dai Tenzi akaita kuti mukadzi iyeyu ari kuuya mumba mako, aite saRakeri naRea, vose vari vaviri vakabereka mhuri yaIsiraeri. Dai ukava zvako mupfumi akabudirira muEfurati, zita rako rive nomukurumbira muBheterehemu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Rute 4:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy