Rute 3:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Zvino Rute akati asvika kuna vamwene vake, Naomi akamubvunza akati, “Zvaita mafambiroi mwanasikana wangu?” Ipapo iye akamuudza zvose zvaakanga aitirwa naBhoazi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino wakati aciȿika kuʋamŋene ʋake, iʋo ʋakati: Ɀazoɗiniko mŋana waŋgu? akaʋaʋudza ɀose ɀaakaŋga aitirwa nomurume uya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino wakati achisvika kuna vamwene vake, ivo vakati, “Zvazodiniko mwana wangu?” Akavaudza zvose zvaakanga aitirwa nomurume uya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Paakasvika kuna vamwene vake, vakamubvunza kuti, “Zvafamba sei mwanangu?” Iye ndokuvataurirawo zvose zvaakanga aitirwa nomurume iyeyo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Paakasvika kuna vamwene vake, vakamubvunza kuti, “Zvafamba sei mwanangu?” Iye ndokuvataurirawo zvose zvaakanga aitirwa nomurume iyeyo Viz kapitola |