Rute 2:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asi, mumuvhomorere dzimwe tsama, kubva pamasumbu enyu mumusiyire agononga, uye musamutsiura.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Mumuvomorere ʋo dzimŋe hura patsama, mudzisiye, aʋuŋganidze hake, musamutuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Mumuvhomorerewo dzimwe hura patsama, mudzisiye, aunganidze hake, musamutuka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi musvomhorerei dzimwe hura pazvisote izvozvo, muchimusiyira kuti afuhwe asi musamutsiure.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi musvomhorerei dzimwe hura pazvisote izvozvo, muchimusiyira kuti afuhwe asi musamutsiure.” Viz kapitola |