Online Bible

- Reklamy -




Rute 2:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvino Naomi aiva nehama yokumurume wake, aibva kuimba yaErimereki, murume akasimukira, zita rake richinzi Bhoazi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Naome wakaŋga anehama yomurume wake, murume wakaŋga anesimba nefuma, weimba yaErimereki, wainzi Boazi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Naomi wakanga ane hama yomurume wake, murume wakanga ane simba nepfuma, weimba yaErimereki, wainzi Bhoazi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Naomi uyu aiva nehama yomurume wake Erimereki yomumba, yainzi Bhoazi yaiva shoroma chaiyo yomurume.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Naomi uyu aiva nehama yomurume wake Erimereki yomumba, yainzi Bhoazi yaiva shoroma chaiyo yomurume.

Viz kapitola kopírovat




Rute 2:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy