Online Bible

- Reklamy -




Rute 1:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Saka vakadzi vaviri ava vakaramba vachifamba kusvikira vasvika kuBheterehema. Vakati vasvika muBheterehema, guta rose rakazungunuswa nokuda kwavo, uye vakadzi vakakatyamara vachiti, “Angava Naomi here uyu?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Naiɀoɀo iʋaʋo ʋaʋiri ʋakafamba kuȿikira paBeti‐rehemi. Ɀino ʋakati ʋaciȿika paBeti‐rehemi, guta rose rikashamiswa pamsoro paʋo; ʋakadzi ʋakati: Uyu ndiye Naome here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Naizvozvo ivavo vaviri vakafamba kusvikira paBheterehemu. Zvino vakati vachisvika paBheterehemu, guta rose rikashamiswa pamusoro pavo; vakadzi vakati, “Uyu ndiye Naomi here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Saka vose vari vaviri vakaramba vachienda kudzamara vasvika kuBheterehemu. Pavakasvika kuBheterehemu, guta rose rakazevezana nezvavo. Vakadzi vaiti, “NdiNaomi here uyu chokwadi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Saka vose vari vaviri vakaramba vachienda kudzamara vasvika kuBheterehemu. Pavakasvika kuBheterehemu, guta rose rakazevezana nezvavo. Vakadzi vaiti, “NdiNaomi here uyu chokwadi?”

Viz kapitola kopírovat




Rute 1:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy