Rute 1:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Zvino Naomi akati aona kuti Rute akanga ashinga kuenda naye, akarega kumugombedzera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino wakati aciʋona kuti watsuŋgirira kwaɀo kuenda naye, akarega kuzotaura naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino wakati achiona kuti watsungirira kwazvo kuenda naye, akarega kuzotaura naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Naomi paakaona kuti Rute atsungirira kuenda naye akabva anyarara zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Naomi paakaona kuti Rute atsungirira kuenda naye akabva anyarara zvake. Viz kapitola |