Rute 1:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvino vakati kwaari, “Tichadzokera nemi kuvanhu vokwenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋakati kwaari: Kwete, ticaenda nemi kana modzokera kuʋanhu ʋenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Vakati kwaari, “Kwete, tichaenda nemi kana modzokera kuvanhu venyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 vakati, “Aiwa, chiripo ndechokuti tinofanira kudzokerawo nemi kuvanhu vokwenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 vakati, “Aiwa, chiripo ndechokuti tinofanira kudzokerawo nemi kuvanhu vokwenyu.” Viz kapitola |