Ruka 9:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Asi Herodhi akati, “Johani ndakamugura musoro. Zvino, ndianiko uyu wandinonzwa zvinhu zvakadai pamusoro pake?” Akaedza kuti amuone. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Herode akati: Johane ndakamugura musoro; ɀino ndianiko uyu, wandinonzwa ɀinhu ɀakaɗai pamsoro pake? Akatȿaka kumuʋona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Herodhi akati, “Johani ndakamugura musoro; zvino ndianiko uyu, wandinonzwa zvinhu zvakadai pamusoro pake?” Akatsvaka kumuona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Herodhi akati, “Johani ndakamudimbura musoro. Ko uyu ndiani wandinonzwa zvinhu zvakadai nezvake.” Naizvozvo aitsvaga kuti angamuone sei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Herodhi akati, “Johani ndakamudimbura musoro. Ko uyu ndiani wandinonzwa zvinhu zvakadai nezvake.” Naizvozvo aitsvaga kuti angamuone sei. Viz kapitola |