Ruka 9:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 vamwe vachiti Eria akanga aonekwa, uyezve vamwe vachiti mumwe wavaprofita vakare akanga amuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 ʋamŋe kuti Eria waʋonekwa; naʋamŋe ɀe, kuti mumŋe waʋaprofita ʋekare wamuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vamwe kuti Eria aonekwa; navamwezve, kuti mumwe wavaporofita vekare amuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 vamwewo vachiti ndiEriya akazvionesa. Vamwewo vaiti mumwe wavaporofita vakare akanga amuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 vamwewo vachiti ndiEriya akazvionesa. Vamwewo vaiti mumwe wavaporofita vakare akanga amuka. Viz kapitola |