Ruka 9:57 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi57 Vakati vachifamba mumugwagwa, mumwe murume akati, “Ndichakuteverai kwose kwamunoenda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ɀino ʋakati ʋacifamba munzira, mumŋe munhu akati kwaari: Ndicakuteʋerai pose pamunoenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200257 Zvino vakati vachifamba munzira, mumwe munhu akati kwaari, “Ndichakuteverai pose pamunoenda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Pavainge vachifamba nenzira, mumwe murume akati kwaari, “Ndinoda kukuteverai kose zvako kwamunoenda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona57 Pavainge vachifamba nenzira, mumwe murume akati kwaari, “Ndinoda kukuteverai kose zvako kwamunoenda.” Viz kapitola |