Ruka 9:53 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 asi vanhu voko havana kumugamuchira, nokuti akanga ava kuenda kuJerusarema. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Asi haʋana‐kumugamucira, nokuti ciso cake cakaŋga cakariŋgira Jerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200253 Asi havana kumugamuchira, nokuti chiso chake chakanga chakaringira Jerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Asi vanhu ivavo havana kuda kumugamuchira nokuti akanga akananga kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona53 Asi vanhu ivavo havana kuda kumugamuchira nokuti akanga akananga kuJerusaremu. Viz kapitola |