Online Bible

- Reklamy -




Ruka 9:50 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

50 Jesu akati, “Musamudzivisa, nokuti ani naani asingapesani nemi ndowenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

50 Asi Jesu akati kwaari: Musamudziʋisa; nokuti usiŋgapesani nemi, unemi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

50 Asi Jesu akati kwaari, “Musamudzivisa; nokuti asingapesani nemi, anemi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Jesu akati kwaari, “Musamurambidze nokuti munhu asingapikisani nemi ari kudivi kwenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

50 Jesu akati kwaari, “Musamurambidze nokuti munhu asingapikisani nemi ari kudivi kwenyu.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 9:50

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy