Ruka 9:43 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Uye vose vakashamiswa noukuru hwaMwari. Vanhu vose pavakanga vachakashamiswa nezvose zvakanga zvaitwa naJesu, akati kuvadzidzi vake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ʋose ʋakashamiswa noʋukuru bgaMŋari. Ɀino ʋose ʋacashamiswa neɀose ɀaakaita, akati kuʋadzidzi ʋake: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Vose vakashamiswa noukuru hwaMwari. Zvino vose vachashamiswa nezvose zvaakaita, akati kuvadzidzi vake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Vose vakakatyamadzwa noukuru hwaMwari. Pavakanga vachiri kushamiswa kudaro nezvose zvaakaita akati kuna vadzidzi vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Vose vakakatyamadzwa noukuru hwaMwari. Pavakanga vachiri kushamiswa kudaro nezvose zvaakaita akati kuna vadzidzi vake. Viz kapitola |