Ruka 9:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Mweya wakaipa unomubata pakarepo oridza mhere; wobva womubvundisa achipupuma furo pamuromo. Haudi kumuregedza uye unomuparadza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Tarirai, mŋeya unomuɓata, ɀino woridza mhere pakarepo; unomubvundisa, acipupuma furo; hauɗi kumurega, asi unomurwadzisa ɀikuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Tarirai, mweya unomubata, zvino woridza mhere pakarepo; unomubvundisa, achipupuma furo; haudi kumurega, asi unomurwadzisa zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Zvino mweya unongomubata obva ava kuzhamba uchimugwigwinisa kusvikira ava kupupa furo. Unomurwadzisa usingambomusiya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Zvino mweya unongomubata obva ava kuzhamba uchimugwigwinisa kusvikira ava kupupa furo. Unomurwadzisa usingambomusiya. Viz kapitola |