Online Bible

- Reklamy -




Ruka 9:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Kana munhu akanyara pamusoro pangu namashoko angu, Mwanakomana woMunhu achanyarawo pamusoro pake paanouya mukubwinya nomukubwinya kwaBaba nokwavatumwa vatsvene.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Nokuti aninani unonyara pamsoro paŋgu namashoko aŋgu, Mŋanakomana womunhu ucanyara ʋo pamsoro pake musi waanoʋuya nokubginya kwake nokwaƂaɓa, nokwaʋatumŋa ʋatȿene.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 “Nokuti ani naani anonyara pamusoro pangu namashoko angu, Mwanakomana womunhu achanyarawo pamusoro pake musi waanouya nokubwinya kwake nokwaBaba, nokwavatumwa vatsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ani naani anondinyara kana kunyara mazwi angu, Mwanakomana womunhu achamunyarawo kana wouya mumbiri yake nomumbiri yaBaba neyavatumwa vatsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Ani naani anondinyara kana kunyara mazwi angu, Mwanakomana womunhu achamunyarawo kana wouya mumbiri yake nomumbiri yaBaba neyavatumwa vatsvene.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 9:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy