Ruka 9:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Akati kwavari, “Asi, ko, imi munoti ndini ani?” Petro akapindura akati, “Ndimi Kristu waMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akati kwaʋari: Ko imi munoti ndini ani? Ipapo Petro akapindura, akati: Ndimi Kristu waMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Akati kwavari, “Ko imi munoti ndini ani?” Ipapo Petirosi akapindura, akati, “Ndimi Kristu waMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Iye ndokuti kwavari, “Ko imi munoti ndini ani?” Pita akapindura achiti, “Ndimi Kristu waMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Iye ndokuti kwavari, “Ko imi munoti ndini ani?” Pita akapindura achiti, “Ndimi Kristu waMwari.” Viz kapitola |