Online Bible

- Reklamy -




Ruka 9:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Akati atora zvingwa zvishanu nehove mbiri akatarisa kudenga, akavonga ndokuzvimedura. Ipapo akazvipa kuvadzidzi kuti vaise pamberi pavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ipapo akatora ɀiŋgwaɀishanu nehoʋe mbiri, akatarira kuɗeŋga, akaʋoŋga, akaɀimeɗura, ndokupa ʋadzidzi kuti ʋaise pamberi paʋanhu ʋazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ipapo akatora zvingwa zvishanu nehove mbiri, akatarira kudenga, akavonga, akazvimedura, ndokupa vadzidzi kuti vaise pamberi pavanhu vazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Jesu akatora zvingwa zviya zvishanu nehove mbiri dziya akatarisa kudenga ndozvikomborera ndokuzvimedura akazvipa kuvadzidzi kuti vazvipe kuvanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Jesu akatora zvingwa zviya zvishanu nehove mbiri dziya akatarisa kudenga ndozvikomborera ndokuzvimedura akazvipa kuvadzidzi kuti vazvipe kuvanhu.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 9:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy