Online Bible

- Reklamy -




Ruka 9:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Akavapindura akati, “Vapei imi zvokudya.” Ivo vakati, “Tinongova nezvingwa zvishanu nehove mbiri, kunze kwokunge tandotenga zvokudya zvavanhu vazhinji vose ava.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi iye akati kwaʋari: Muʋapei imi, ʋadye. Ʋakati: Isu hatineɀiŋgwa ɀiŋgapfuʋura ɀishanu, nehoʋe mbiri, asi kana tikaenda kundoteŋgera ʋanhu aʋa ʋose ɀokudya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi iye akati kwavari, “Muvape imi, vadye.” Vakati, “Isu hatine nezvingwa zvingapfuura zvishanu, nehove mbiri, asi kana tikaenda kundotengera vanhu vose zvokudya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi iye akati kwavari, “Vapei iyemi zvokudya.” Ivowo vakati tinongova nezvingwa zvishanu nehove mbiri chete kunze kokunge tatondotengera vanhu ava vose chokudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asi iye akati kwavari, “Vapei iyemi zvokudya.” Ivowo vakati tinongova nezvingwa zvishanu nehove mbiri chete kunze kokunge tatondotengera vanhu ava vose chokudya.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 9:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy