Online Bible

- Reklamy -




Ruka 9:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Zuva rovira, vane Gumi Navaviri vakauya kwaari vakati, “Endesai vanhu vazhinji ava kuitira kuti vaende kumisha nokumaruwa akapoteredza kuti vandozvitsvakira zvokudya nepokurara, nokuti tiri musango muno.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Zuʋa rakatiroʋira, ʋanegumi naʋaʋiri ʋakaʋuya, ʋakati kwaari: Endisai ʋanhu ʋazhinji, ʋaende kumisha nokuruwa rwakapoteredza, ʋagare’ko, ʋawane ɀokudya; nokuti pano tiri murenje.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zuva rakati rovira, vane gumi navaviri vakauya, vakati kwaari, “Endesai vanhu vazhinji, vaende kumisha nokuruwa rwakapoteredza, vagareko, vawane zvokudya; nokuti pano tiri murenje.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Zuva parakanga rodeuka vane gumi navaviri vakauya vakati kwaari, “Dai machiendesa vanhu mumamisha nomuruwa ruri munharaunda ino kuti vandorara nokuwana zvokudya nokuti matiri muno murenje.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Zuva parakanga rodeuka vane gumi navaviri vakauya vakati kwaari, “Dai machiendesa vanhu mumamisha nomuruwa ruri munharaunda ino kuti vandorara nokuwana zvokudya nokuti matiri muno murenje.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 9:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy