Ruka 9:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vapostori vakati vadzoka, vakarondedzera kuna Jesu zvavakanga vaita. Ipapo akavatora vakabva muchivande vakaenda kuguta rainzi Bhetisaidha, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋaapostora ʋakati ʋadzoka, ʋakamurondedzera ɀose ɀaʋakaŋga ʋaita; akaʋatora, akaenda naʋo ʋari ʋoga kuguta rainzi Betsaida. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Vapositori vakati vadzoka, vakamurondedzera zvose zvavakanga vaita; akavatora, akaenda navo vari voga kuguta rainzi Bhetisaidha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vapositori pavakadzoka vakamurondedzera zvavakanga vaita. Akavatora akaenda navo kwavo voga kuguta rinonzi Bhetisaidha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vapositori pavakadzoka vakamurondedzera zvavakanga vaita. Akavatora akaenda navo kwavo voga kuguta rinonzi Bhetisaidha. Viz kapitola |