Ruka 9:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jesu akati aunganidza vane Gumi naVaviri vake pamwe chete, akavapa simba nechikuriri kuti vadzinge madhimoni uye vaporese vakanga vane zvirwere, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino wakaʋuŋganidza ʋanegumi naʋaʋiri, akaʋapa simba necikuriri pamsoro pemŋeya yakaipa yose, nokuporesa kurwara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino akaunganidza vane gumi navaviri, akavapa simba nechiremera pamusoro pemweya yakaipa yose, nokuporesa kurwara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu akadaidza vane gumi navaviri akavapa simba noukuru pamusoro pemweya yose yakaipa nesimba rokurapa zvirwere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu akadaidza vane gumi navaviri akavapa simba noukuru pamusoro pemweya yose yakaipa nesimba rokurapa zvirwere. Viz kapitola |