Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Asi imwe mbeu yakawira pavhu rakanaka. Yakamera ikabereka zvibereko, zvakapetwa kazana pane zvakanga zvadyarwa.” Akati ataura izvi, akadanidzira akati, “Ane nzeve dzokunzwa, ngaanzwe.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Dzimŋe dzakawira muvu rakanaka, dzikamera, dzikaɓereka ɀiɓereko ɀinezana. Akati ataura iɀoɀo, akaɗanidzira, aciti: Unenzeʋe dzokunzwa, ŋgaanzwe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Dzimwe dzakawira muvhu rakanaka, dzikamera, dzikabereka zvibereko zvine zana. Akati ataura izvozvo, akadanidzira, achiti, ‘Ane nzeve dzokunzwa, ngaanzwe.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Dzimwe dzakawira muvhu rakanaka dzikakura dzikabereka zvakapetwa kazana. Paaitaura izvi akadaidzira achiti, ‘Ane nzeve dzokunzwa ngaanzwe!’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Dzimwe dzakawira muvhu rakanaka dzikakura dzikabereka zvakapetwa kazana. Paaitaura izvi akadaidzira achiti, ‘Ane nzeve dzokunzwa ngaanzwe!’ ”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy