Ruka 8:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Imwe yakawira parukangarahwe, uye payakamera, yakasvava nokuti pakanga pasina unyoro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Dzimŋe dzakawira paruware; dzikamera, dzikawoma, nokushaiwa mŋando. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Dzimwe dzakawira paruware; dzikamera, dzikaoma, nokushayiwa mwando. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Dzimwe dzakawira parukangarahwe, asi padzakamera dzakaoma nokuti dzakanga dzisina unyoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Dzimwe dzakawira parukangarahwe, asi padzakamera dzakaoma nokuti dzakanga dzisina unyoro. Viz kapitola |