Ruka 8:50 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Jesu akati anzwa izvi, akati kuna Jairosi, “Usatya; tenda chete, achaporeswa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Ɀino Jesu wakati aciɀinzwa, akapindura, akati: Usatya, tenda ɓedzi, iye ucaponeswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200250 Zvino Jesu akati achizvinzwa, akapindura, akati, “Usatya, tenda bedzi, iye achaponeswa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Asi Jesu paakanzwa izvi akapindura achiti, “Usatye tenda chete achaponeswa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona50 Asi Jesu paakanzwa izvi akapindura achiti, “Usatye tenda chete achaponeswa.” Viz kapitola |