Ruka 8:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Murimi akabuda kundokusha mbeu yake. Paakanga achikusha mbeu, imwe yakawira munzira, ikatsikwa-tsikwa uye shiri dzedenga dzikaidya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mukushi wakaɓuɗa kundokusha mbeu dzake; wakati acikusha, dzimŋe mbeu dzakawira panzira, dzikatsikwa, shiri dzokuɗeŋga dzikadzidya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Mukushi akabuda kundokusha mbeu dzake; akati achikusha, dzimwe mbeu dzakawira panzira, dzikatsikwa, shiri dzokudenga dzikadzidya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Mukushi akaenda kundokusha mbeu yake. Paakanga achikusha, dzimwe dzakawira munzira dzikatsikwatsikwa netsoka dzikadyiwa neshiri dzedenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Mukushi akaenda kundokusha mbeu yake. Paakanga achikusha, dzimwe dzakawira munzira dzikatsikwatsikwa netsoka dzikadyiwa neshiri dzedenga. Viz kapitola |