Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ungano huru yakati yavapo, vanhu vachibva kumaguta namaguta vachiuya kuna Jesu, akavataurira mufananidzo uyu:

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakati ʋaʋuŋgana, naʋakaŋga ʋabva kumaguta ose ʋaȿika kwaari, akataura nomufananidzo, akati:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino vanhu vazhinji-zhinji vakati vaungana, navakanga vabva kumaguta ose vakasvika kwaari, akataura nomufananidzo, akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Pakati paunganwa nechita chikuru chavanhu vachibva muguta neguta vachiuya kwaari, akavataurira nomuenzaniso uyu achiti:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Pakati paunganwa nechita chikuru chavanhu vachibva muguta neguta vachiuya kwaari, akavataurira nomuenzaniso uyu achiti:

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy