Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Pavakanga vachifamba, akavata. Dutu guru rakauya mugungwa, zvokuti igwa rakanga rava kunyura, uye vakanga vava munjodzi huru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino ʋakati ʋacienda, iye akaʋata; ɗutu guru remhepo rikaʋuya paguŋgwa; ʋakataŋga kuzarirwa nemʋura, ʋakaʋa munjodzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino vakati vachienda, iye akavata; dutu guru remhepo rikauya pagungwa; vakatanga kuzarirwa nemvura, vakava munjodzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Pavakanga vachienda kudaro Jesu akakotsira. Kwakauya dutu richivhuvhuta mugungwa. Igwa rakanga ravakuzara nemvura. Vakanga vava munjodzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Pavakanga vachienda kudaro Jesu akakotsira. Kwakauya dutu richivhuvhuta mugungwa. Igwa rakanga ravakuzara nemvura. Vakanga vava munjodzi.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy