Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Naizvozvo nyatsofungisisai kuti munonzwa sei. Ani naani anazvo achapiwa zvakawanda, ani naani asina, achatorerwa kunyange nezvaanofunga kuti anazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Naiɀoɀo, cenjerai mutoʋo wamunonzwa nawo; nokuti unaɀo, ucapiwa; usina, ucatorerwa naiceco ʋo caanoti ndinaco.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 “Naizvozvo, chenjerai mutoo wamunonzwa nawo; nokuti anazvo, achapiwa; asina, achatorerwa naichochowo chaanoti ndinacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Naizvozvo chenjererai manzwiro amunoita nokuti uyo anazvo achawedzerwa zvimwe uye asina achatorerwa kunyange chaanofunga kuti anacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Naizvozvo chenjererai manzwiro amunoita nokuti uyo anazvo achawedzerwa zvimwe uye asina achatorerwa kunyange chaanofunga kuti anacho.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy