Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Nokuti hakuna chakavanzika chisingazobudiswi pachena, uye hakuna chakavigwa chisingazozivikanwi kana kuiswa pachena.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Nokuti hakuna‐cakaʋanzika, cisiŋgazoʋoneswi, hakuna‐cakaʋigwa, cisiŋgazozikanwi, nokuɓuɗa pacena.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 “Nokuti hakuna chakavanzika, chisingazooneswi, hakuna chakavigwa, chisingazozikanwi, nokubuda pachena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Hapana chakavigwa chisingazoburitswa pachena kana chii zvacho chakavanzika chisingazozivikanwa chichiiswa pachena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Hapana chakavigwa chisingazoburitswa pachena kana chii zvacho chakavanzika chisingazozivikanwa chichiiswa pachena.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy