Ruka 7:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Zvino muFarisi uya akanga amukoka akati achiona izvi, akati mumwoyo make, “Dai munhu uyu anga ari muprofita, angadai aziva kuti mukadzi uyu amubata akaita sei, kuti mutadzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino muFarise wakaŋga amuɗana, wakati aciɀiʋona, akareʋa mumŋoyo make, aciti: Munhu uyu, ɗai aiʋa muprofita, uŋgaɗai aiziʋa mukadzi uyu unomuɓata kuti ndiani, ʋuye kuti wakaɗini, nokuti mutadzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Zvino muFarisi akanga amudana, akati achizviona, akareva mumwoyo make, achiti, “Munhu uyu, dai aiva muporofita, angadai aiziva mukadzi uyu anomubata kuti ndiani, uye kuti akadini, nokuti mutadzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Pakuona izvi, muFarisei uya akanga amukoka, akazviti nechomumwoyo, “Dai munhu uyu anga ari muporofita, angadai aziva kuti mukadzi uyu anomubata ndiani, uye kuti mukadzi worudzii, nokuti mutadzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Pakuona izvi, muFarisei uya akanga amukoka, akazviti nechomumwoyo, “Dai munhu uyu anga ari muporofita, angadai aziva kuti mukadzi uyu anomubata ndiani, uye kuti mukadzi worudzii, nokuti mutadzi.” Viz kapitola |