Online Bible

- Reklamy -




Ruka 7:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Nokuti Johani Mubhabhatidzi akauya asingadyi chingwa uye asinganwi waini, imi mukati, ‘Ane dhimoni.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Nokuti Johane Mubapatidzi wakaʋuya, asiŋgadyi ciŋgwa, asiŋganwi waini, ɀino moti: Unomŋeya wakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Nokuti Johani Mubhabhatidzi akauya, asingadyi chingwa, asinganwi waini, zvino moti, ‘Ane mweya wakaipa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 “Nokuti Johani Muombeki akauya asingadyi chingwa kana kunwa waini, imi mukati, ‘Ane mweya wakaipa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 “Nokuti Johani Muombeki akauya asingadyi chingwa kana kunwa waini, imi mukati, ‘Ane mweya wakaipa.’

Viz kapitola kopírovat




Ruka 7:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy