Online Bible

- Reklamy -




Ruka 7:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Vakaita savana vagere pamusika vachidanidzira kuno mumwe nomumwe wavo vachiti: “ ‘Takakuridzirai hwamanda, asi hamuna kutamba; takaimba rwiyo rworufu, uye hamuna kuchema.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ʋakafanana naʋana ʋagere paɗare, ʋanoɗanidzirana, ʋaciti: Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takakuririrai, mukasacema.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Vakafanana navana vagere padare, vanodanidzira, vachiti, ‘Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takakuririrai, mukasachema.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Vakafanana navana vagere pamusika vachidaidzirana vachiti, “ ‘Takakuridzirai nyere asi hamuna kutamba, takaungudza asi hamuna kuchema.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Vakafanana navana vagere pamusika vachidaidzirana vachiti, “ ‘Takakuridzirai nyere asi hamuna kutamba, takaungudza asi hamuna kuchema.’

Viz kapitola kopírovat




Ruka 7:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy