Ruka 7:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 “Zvino, ndingafananidza rudzi rwakadai neiko? Vakafanana neiko? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Naiɀoɀo ʋanhu ʋorudzi urwu ndicaʋafananidza neiko? Ʋakafanana nei? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 “Naizvozvo vanhu vorudzi urwu ndichavafananidza neiko? Vakafanana nei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 “Ko vanhu vechizvarwa chino ndingavaenzanise neiko? Uye vakafanana neiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 “Ko vanhu vechizvarwa chino ndingavaenzanise neiko? Uye vakafanana neiko? Viz kapitola |