Online Bible

- Reklamy -




Ruka 7:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Ndinokuudzai kuti, pakati paavo vose vakaberekwa navakadzi hakuna mukuru kuna Johani; asi muduku muumambo hwaMwari mukuru kwaari.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ndinoti kwamuri: Kunaʋakaɓerekwa naʋakadzi, hakunomukuru kunaJohane Mubapatidzi; asi muɗuku muʋushe bgaMŋari mukuru kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Ndinoti kwamuri, “Kuna vakaberekwa navakadzi, hakuna mukuru kuna Johani Mubhabhatidzi; asi muduku muushe hwaMwari mukuru kwaari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 “Ndinoti kwamuri, pavanhu vose vakazvarwa navakadzi hakuna mukuru kupinda Johani. Zvakadaro zvazvo muduku wokupedzisira muumambo hwaMwari mukuru kwaari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 “Ndinoti kwamuri, pavanhu vose vakazvarwa navakadzi hakuna mukuru kupinda Johani. Zvakadaro zvazvo muduku wokupedzisira muumambo hwaMwari mukuru kwaari.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 7:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy