Online Bible

- Reklamy -




Ruka 7:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Asi makabuda kundooneiko? Muprofita here? Hongu, ndinokuudzai, uyewo anokunda muprofita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Asi makaŋga maɓuɗa kundoʋoneiko? Muprofita here? Hoŋo, ndinoti kwamuri: Unopfuʋura ɀikuru muprofita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Asi makanga mabuda kundooneiko? Muporofita here? Hongu, ndinoti kwamuri, ‘Anopfuura zvikuru muporofita.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ko zvino makaenda kundoonei? Muporofita here? Hongu, uyezve ndinoti kwamuri, munhu anotopfuura muporofita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Ko zvino makaenda kundoonei? Muporofita here? Hongu, uyezve ndinoti kwamuri, munhu anotopfuura muporofita.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 7:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy