Ruka 7:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vose vakazadzwa nokutya vakarumbidza Mwari. Vakati, “Muprofita mukuru amuka pakati pedu. Mwari auya kuzobatsira vanhu vake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋakaɓatwa ʋose nokutya; ʋakarumbidza Mŋari, ʋaciti: Muprofita mukuru wakamuka pakati peɗu; ʋuye ɀe: Mŋari wakashanyira ʋanhu ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Vose vakabatwa nokutya; vakarumbidza Mwari, vachiti, “Muporofita mukuru akamuka pakati pedu; uyezve Mwari akashanyira vanhu vake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vanhu vose vakabatwa nokutya, vakarumbidza Mwari vachiti, “Muporofita mukuru akamutswa mukati medu, Mwari azoshanyira vanhu vake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Vanhu vose vakabatwa nokutya, vakarumbidza Mwari vachiti, “Muporofita mukuru akamutswa mukati medu, Mwari azoshanyira vanhu vake.” Viz kapitola |