Ruka 7:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo akaswedera pedyo akabata hwanyanza, uye vaya vakanga vakamutakura vakamira. Akati, “Jaya, ndinoti kwauri, muka!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ipapo akasweɗera, akaɓata bganyanza; ʋakaŋga ʋacitakura ʋakamira. Akati: Jaya, ndinoti kwauri: Muka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ipapo akaswedera, akabata hwanyanza; vakanga vachitakura vakamira. Akati, “Jaya, ndinoti kwauri, muka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 ndokuswedera obata hwanyanza; vainge vakatakura chitunha ndokumira. Jesu ndokuti, “Jaya, ndinoti kwauri, muka!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 ndokuswedera obata hwanyanza; vainge vakatakura chitunha ndokumira. Jesu ndokuti, “Jaya, ndinoti kwauri, muka!” Viz kapitola |