Online Bible

- Reklamy -




Ruka 7:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Ipapo varume vaya vakanga vatumwa vakadzokera kumba vakawana muranda uya apora.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ʋakaŋga ʋatumŋa ʋacidzokera kumba, ʋakandowana muranda apora.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Vakanga vatumwa vachidzokera kumba, vakandowana muranda apora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Vakanga vatumwa vaya pavakadzokera kumba kuya vakandowana muranda uya ave wadi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Vakanga vatumwa vaya pavakadzokera kumba kuya vakandowana muranda uya ave wadi.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 7:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy