Ruka 6:47 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Ndichakuratidzai zvakaita munhu anouya kwandiri anonzwa mashoko angu uye achiaita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Mumŋe nomumŋe unoʋuya kwandiri, akanzwa mashoko aŋgu, akaaita, ndicakuratidzai waakafanana naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Mumwe nomumwe anouya kwandiri, akanzwa mashoko angu, akaaita, ndichakuratidzai waakafanana naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Munhu wose anouya kwandiri, achinzwa mazwi angu, achita zvaanoreva, ndichakuratidzai kuti akaita saani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Munhu wose anouya kwandiri, achinzwa mazwi angu, achita zvaanoreva, ndichakuratidzai kuti akaita saani. Viz kapitola |