Ruka 6:45 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Munhu akanaka anobudisa zvinhu zvakanaka zvakachengetwa mumwoyo make. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Munhu wakanaka unoɓuɗisa ɀakanaka pafuma yakanaka yomŋoyo wake; wakaipa unoɓuɗisa ɀakaipa pafuma yakaipa yomŋoyo wake; nokuti muromo unoreʋa ɀizere pamŋoyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Munhu akanaka anobudisa zvakanaka papfuma yakanaka yomwoyo wake; akaipa anobudisa zvakaipa papfuma yakaipa yomwoyo wake; nokuti muromo unoreva zvizere pamwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Munhu akanaka anobudisa zvakanaka zvichibva muupfumi hwakanaka hwemwoyo wake. Nomunhuwo akaipa anobudisa zvakaipa zvichibva muupfumi hwakaipa hwemwoyo wake nokuti muromo unotaura zvinenge zvichibva mune zvizere mumwoyo make. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Munhu akanaka anobudisa zvakanaka zvichibva muupfumi hwakanaka hwemwoyo wake. Nomunhuwo akaipa anobudisa zvakaipa zvichibva muupfumi hwakaipa hwemwoyo wake nokuti muromo unotaura zvinenge zvichibva mune zvizere mumwoyo make. Viz kapitola |