Ruka 6:43 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 “Hakuna muti wakanaka unobereka muchero wakaipa, uye muti wakaipa haungabereki muchero wakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Nokuti hakunomuti wakanaka unoɓereka ɀiɓereko ɀakaipa, kana muti wakaipa unoɓereka ɀiɓereko ɀakanaka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 “Nokuti hakuna muti wakanaka unobereka zvibereko zvakaipa, kana muti wakaipa unobereka michero yakanaka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 “Muti wakanaka haubereki muchero wakaipa. Uyewo muti wakaipa haungabereki muchero wakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 “Muti wakanaka haubereki muchero wakaipa. Uyewo muti wakaipa haungabereki muchero wakanaka. Viz kapitola |