Ruka 6:40 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Mudzidzi haapfuuri mudzidzisi wake, asi munhu wose anenge adzidziswa zvakakwana ndiye achaita somudzidzisi wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Mudzidzi haapfuʋuri mudzidzisi wake. Asi mumŋe nomumŋe, kana akwaniswa, ucaʋa somudzidzisi wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Mudzidzi haapfuuri mudzidzisi wake. Asi mumwe nomumwe, kana akwaniswa, achava somudzidzisi wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Mudzidzi haasi mukuru panomudzidzisi wake. Asi kana munhu wose achinge anyatsodzidziswa anoita somudzidzisi wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Mudzidzi haasi mukuru panomudzidzisi wake. Asi kana munhu wose achinge anyatsodzidziswa anoita somudzidzisi wake. Viz kapitola |