Ruka 6:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 “Kana uchida vaya vanokuda, mubayiro wako uchagova weiko? Kunyange navatadzi vanoda avo vanovada. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kana muciŋgoɗa aʋo ʋanokuɗai, munokuʋoŋgwa kwakaɗiniko? Nokuti naʋatadzi ʋo ʋanoɗa ʋanoʋaɗa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Kana muchingoda avo vanokudai, munokuvongwa kwakadiniko? Nokuti navatadziwo vanoda vanovada. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 “Kana muchingoda vanokudai, munokodzera chitusoi? Nokuti kana vatadziwo vanoda vanovada. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 “Kana muchingoda vanokudai, munokodzera chitusoi? Nokuti kana vatadziwo vanoda vanovada. Viz kapitola |