Ruka 6:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 “Asi ndinokuudzai imi munondinzwa kuti: Idai vavengi venyu, itai zvakanaka kuna avo vanokuvengai, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Asi ndinoti kwamuri imi munonzwa: Iɗai ʋaʋeŋgi ʋenyu; muitire ɀakanaka ʋanokuʋeŋgai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 “Asi ndinoti kwamuri imi munonzwa, idai vavengi venyu; muitire zvakanaka vanokuvengai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Asi kunemi makateerera ndinoti, Idai mhandu dzenyu, itirai zvakanaka vanokuvengai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Asi kunemi makateerera ndinoti, Idai mhandu dzenyu, itirai zvakanaka vanokuvengai. Viz kapitola |