Ruka 6:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Mune nhamo imi makaguta zvino, nokuti muchanzwa nzara. Mune nhamo imi vanoseka zvino, nokuti muchaungudza uye muchachema. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Munenhamo imi makaguta ɀino, nokuti mucaʋa nenzara. Munenhamo imi munoseka ɀino, nokuti mucacema nokurira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Mune nhamo imi makaguta zvino, nokuti muchava nenzara. Mune nhamo imi munoseka zvino, nokuti muchachema nokuungudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Zvichakuwanai imi munamaguta zvino nokuti muchazova nenzara. Zvichakuwanai imi munoseka zvino nokuti muchasuruvara nokuchema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 “Zvichakuwanai imi munamaguta zvino nokuti muchazova nenzara. Zvichakuwanai imi munoseka zvino nokuti muchasuruvara nokuchema. Viz kapitola |