Ruka 6:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Makaropafadzwa imi kana vanhu vachikuvengai, vachikutsaurai uye vachikutukai, vachiramba zita renyu vachiti rakaipa, nokuda kwoMwanakomana woMunhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Makaropafadzwa, kana ʋanhu ʋacikuʋeŋgai, ʋacikudziŋgai, ʋacikuɀidzai, ʋacirasha zita renyu secinhu cakashata, nokuɗa kwoMŋanakomana womunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 “Makaropafadzwa, kana vanhu vachikuvengai, vachikudzingai, vachikuzvidzai, vachirasa zita renyu sechinhu chakashata, nokuda kwoMwanakomana womunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Makakomborerwa zvenyu imi kana vanhu vachikuvengai, vasingadi kufambidzana nemi, vachikunyombai vachiipisa zita renyu, sechinhu chakaipa, pamusana poMwanakomana womunhu! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Makakomborerwa zvenyu imi kana vanhu vachikuvengai, vasingadi kufambidzana nemi, vachikunyombai vachiipisa zita renyu, sechinhu chakaipa, pamusana poMwanakomana womunhu! Viz kapitola |