Ruka 6:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nerimwe ramazuva iwayo, Jesu akabuda akaenda kugomo kuti andonyengetera, uye akapedza usiku hwose achinyengetera kuna Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Namazuʋa iwayo wakaɓuɗira kugomo kundonyeŋgetera, akapedza ʋusiku bgose pakunyeŋgetera kunaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Namazuva iwayo akabudira kugomo kundonyengetera, akapedza usiku hwose achinyengetera kuna Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pamazuva iwayo Jesu akabuda akaenda kugomo kundonamata. Akapedza usiku hwose achinamata kuna Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pamazuva iwayo Jesu akabuda akaenda kugomo kundonamata. Akapedza usiku hwose achinamata kuna Mwari. Viz kapitola |