Ruka 6:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Akatarisa kwavari vose, ndokuti kumunhu uya, “Tambanudza ruoko rwako.” Iye akaita saizvozvo, uye ruoko rwake rukatwasanuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo akariŋga‐riŋga aciʋatarira ʋose, akati kwaari: Tambanudza ruʋoko rwako. Akaɗaro, ruʋoko rwake rukaʋandudzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo akaringa-ringa achivatarira vose, akati kwaari, “Tambanudza ruoko rwako.” Akadaro, ruoko rwake rukavandudzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akaringa–ringa achitarisa vose ndokuti kumunhu uya, “Tambanudza ruoko rwako.” Akabva aita saizvozvo; ruoko rwake rukabva rwatasamuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Akaringa–ringa achitarisa vose ndokuti kumunhu uya, “Tambanudza ruoko rwako.” Akabva aita saizvozvo; ruoko rwake rukabva rwatasamuka. Viz kapitola |