Ruka 5:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Uye hakuna munhu anoti ambonwa waini tsaru ozoda waini itsva, nokuti anoti, ‘Tsaru iri nani.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Hakunomunhu unoti kana anwa tsaru, uŋgazoɗa itȿa; nokuti unoti: Tsaru ndiyo yakaiȿo‐naka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Hakuna munhu anoti kana anwa waini tsaru, angazoda itsva; nokuti anoti, ‘Tsaru ndiyo yakaisvonaka.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Uye hakuna munhu anoti kana anwa waini yakare angazoda itsva, nokuti anoti, ‘Yakare ndiyo yakanaka.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Uye hakuna munhu anoti kana anwa waini yakare angazoda itsva, nokuti anoti, ‘Yakare ndiyo yakanaka.’ ” Viz kapitola |